SERI KWEGUVA HAKUNA MUTEURO, RIRONGERE RAMANGWANA
Rufu imhandu yemunhu huru panyika kudarika zvinhu zvose. Hakuna chinhu chinovhundutsa uye kutyisa munhu kudarika rufu. Kana madzongonyodze achinge adzongonyodza mumhuri, anosiya kusuwa kwakanyanyisa. Makare kare rufu rwaiva nechimwe chiremerera...